Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gwe kungokaruka vanhu vasangana pasina kufungidzira.
Kuti gwe kutema munhu, mhuka kana mudziyo uchishandisa dombo kana chimwe chinhu.

Kuti gwe kugara pamusoro pechimwe chinhu. Gudo rakanga raguta zvaro kudya chibage, rikabva rati gwe kugara pamusoro pedombo raiva mumunda.

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gweba gweba
Kuti gweba gweba kufamba zvishoma zvishoma zvinoratidza kuti mumabvi hamuna simba.
VerengaSwipe for the next word