Duramazwi
Zvinoreva
Kugweda kumhanya uchitomhoka-tomhoka. Vakomana vaigweda, vachimirira kuti pito irire vatangise mutambo.
1

Kugweda-gweda kuzungunuka kwechinhu nekuda kwekuti hachina kugara zvakanaka.
Kugweda-gweda kufamba kunoratidza kuti munhu haana simba.
Kugweda kumhanya uchitomhoka-tomhoka. Vakomana vaigweda, vachimirira kuti pito irire vatangise mutambo.
2
Kugweda kuuya panzvimbo yawambobva.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwedaira
Kugwedaira kufamba zvishoma zvishoma pamusana pokuneta.
VerengaSwipe for the next word