KwaunobvaDuramazwiGgwede

Duramazwi

gwede

Zvinoreva

Kuti gwede kuisa misoro pamwe chete sezvinoita hando dzava kurwa. Hando mbiri dzakandosvikoti nyanga dzadzzo gwede. ndokutanga kusundana.

1

Kuti gwede kunyatsopindana kwezvinhu zvinenge zvichibatanidzwa kunyanya simbi.

Kuti gwede gwede kuita ruzha serwengoro kana ichifamba.

Kuti gwede kuisa misoro pamwe chete sezvinoita hando dzava kurwa. Hando mbiri dzakandosvikoti nyanga dzadzzo gwede. ndokutanga kusundana.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwede gwede

Kuti gwede gwede kuita ruzha serwengoro kana ichifamba.

Verenga

Swipe for the next word