Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gwedemu kurovanisa midziyo. Ndiro dzakanzi gwedemu kuti amai vanzwe kuti sadza rapera.
1

2
Kuti gwedemu kubaya
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwedemudza
Kugwedemudza kubonderedza midziyo pakusuka kana kurongedza kana kuti pakutsvaga dzimwe nhumbi.
VerengaSwipe for the next word