KwaunobvaDuramazwiGgwedere

Duramazwi

gwedere

Zvinoreva

Kuti gwedere kubva kwechinhu chakaita sebhaudhi pachanga chakabatira.

1

Kuti gwedere gwedere kufamba zvishoma zvishoma zvinoratidza kushaya simba.

2

Kana chinhu chakangoti gwedere chinenge chakatsvetwa panzvimbo inoita kuti vanhu vafunge kuti hachichina basa, uye kuti varidzi vacho havachinei nacho.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwedere gwedere

Kuti gwedere gwedere kufamba zvishoma zvishoma zvinoratidza kushaya simba.

Verenga

Swipe for the next word