KwaunobvaDuramazwiGgwindiri

Duramazwi

gwindiri

Zvinoreva

Kana munhu akati gwindiri anenge ane utano hwakakwana uye akasimba. Kunyangwe zvavo vatsenga makore akawanda, _sekuru vachakasimba kuti gwindiri_.

1

Kana chinhu chakanzi gwindiri pakadaro apo, chinenge chakangokandwa chichiratidza kunge chisina basa.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwindirika

Kugwindirika kuva noutano hwakanaka uye nokusimba.

Verenga

Swipe for the next word