Duramazwi
Zvinoreva
Kugwinha kudhonza chinhu zvine simba, sepakusvuura gavi. Kana tambo dzemagetsi dzikabatwa zvisirizvo, dzinogona kugwinha munhu akafa.
1
Kugwinha kudhonza chinhu zvine simba, sepakusvuura gavi. Kana tambo dzemagetsi dzikabatwa zvisirizvo, dzinogona kugwinha munhu akafa.
Kugwinha-gwinha kupfiza-pfiza muviri kwemunhu, sezvinoita uya abatwa nepfari.
Kuzunza kufambisa-fambisa chinhu uchigwinha-gwinha chichienda uku nekoko kana kuti mberi neshure.
Kurova nhaura kugwinha-gwinha kwemhuka yava kufa.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwinhana
Kugwinhana kubata na maoko zvine simba pakumhorosana.
VerengaSwipe for the next word