KwaunobvaDuramazwiPpirimu

Duramazwi

pirimu

Zvinoreva

Kuti pirimu kukanuka wava kungoita chimwe chinhu chawanga usingafungiri.

1

Kuti pirimu kukanuka wava kungoita chimwe chinhu chawanga usingafungiri.

Ndakati pirimu pandakadirwa mvura kumeso ndakarara pacheya.

Kuti pirimu kukanuka wava kungoita chimwe chinhu chawanga usingafungiri.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

piringa

Kuti piringa kupesana kana kupindana kwezvinhu, sezvinoita munhu achiruka juzi.

Verenga

Swipe for the next word