KwaunobvaDuramazwiGgwinhi

Duramazwi · zita

gwinhi

Zvinoreva

Gwinhi rudzi rwefodya inotengeswa iri muzvipaketi, yekuti munhu anozvigadzirira mudzanga wake oga, oiisa mukati.

Gwinhi iditi rinenge rakaenda mberi chaizvo.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwinya

Kugwinya kuva nomuviri wakasimba uye une utano hwakanaka. _Basa rechiuto rinoda vanhu vakagwinya kwazvo_.

Verenga

Swipe for the next word