KwaunobvaDuramazwiGgwinya

Duramazwi

gwinya

Zvinoreva

Kugwinya kuva nomuviri wakasimba uye une utano hwakanaka. _Basa rechiuto rinoda vanhu vakagwinya kwazvo_.

1

Kugwinya kuva nomuviri wakasimba uye une utano hwakanaka. _Basa rechiuto rinoda vanhu vakagwinya kwazvo_.

Kupanhakuta kufambisa komunhu akagwinya, achienda chinhambwe chakareba.

Chiteve kuva nemuviri usina kugwinya kwemhuka kana munhu, zvekuti anenge achigara achirwara.

Kungwinya kuita ruzha kwenguva yakareba, kunoitwa nendege kana motokari iri kumhanya zvikuru.

2

Kugwinya kushingaira pazvinhu zvaunenge uchiita. _Dai ndisina kugwinya kuverenga, ndingadai ndakafoira dza ndakanyora._

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word