KwaunobvaDuramazwiCchangamuka

Zvinoreva

Kuchangamuka kuva munhu akangwarira-ngwarira pane zvese zvaanoita. Mwana akachangamuka anobatsira vabereki basa kana abva kuchikoro.

1

Kuchangamuka kuva munhu akangwarira-ngwarira pane zvese zvaanoita. Mwana akachangamuka anobatsira vabereki basa kana abva kuchikoro.

Mwana akachangamuka anobatsira vabereki pamba.

Kana munhu akanana anenge akangoti rukutu, achiita zvinhu zvekungorembuka-rembuka, zvisina kuchangamuka.

Zvakafanana

ngwarira

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

changano

Changano chaunga chevanhu vakawanda vanenge vane nyaya yavanenge vachitaura nezvayo.

Verenga

Swipe for the next word