Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achishingaira, anenge achishanda nesimba, asingamiriri kutumira vamwe zvinodiwa kuitwa.
1

_Mukwasha akashingaira chose pahumwe yatezvara vake._
Uku kusimba chaizvo uye kushingaira pamusoro pekuda kukunda pazvimwe zvinhu.
Kana munhu achishingaira, anenge achishanda nesimba, asingamiriri kutumira vamwe zvinodiwa kuitwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shingirira
relentless
VerengaSwipe for the next word