Duramazwi · chiito
shinga
brave · bravely · diligent · be brave
Duramazwi · chiito
brave · bravely · diligent · be brave
Kushinga kuramba uchiita zvinhu zvinenge zvakakuomera kuita. Kudzidza haisi nyore, kunotoda kushinga.
Kushinga kuramba uchiita zvinhu zvinenge zvakakuomera kuita. Kudzidza haisi nyore, kunotoda kushinga.
Ko ndaigozodiiko hangu ini ndaive muranda wepamusha pavo?, ndaitongofanira kushinga hangu.
Hanzi vakatozoona kuti murume aive atoramba akashinga ndipo pavakazoita give in but zvinonzi vaive vasina kufara.
Murume munhu akasimba uye akashinga chaizvo. Uya murumeka wekuti munotemba naye.
-shivirira · -tsunga
Duramazwi
01 / 03shingaira
Kana munhu achishingaira, anenge achishanda nesimba, asingamiriri kutumira vamwe zvinodiwa kuitwa.
VerengaSwipe for the next word