KwaunobvaDuramazwiSshingirira

Duramazwi

shingirira

relentless

Zvinoreva

Kana munhu achishingirira chinhu anenge achingoe-

1

Kana munhu achishingirira chinhu anenge achingoe-

Mama ndaivaona saka ndakashingirira kuvhura ndichibva ndavhara bulger ndokukiya.

Vakangoti chinouya chinovawana pamba pavo ipapo kwave kushingirira ndokuenda havo.

Kubudirira kwezvinhu izvi kwaibenefita vanhu vakawanda ndizvo vaitongoramba vachishingirira.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shingishingi

Shingishingi rudzi rwemasvosve akaita matsvuku akati kurei, anoruma zvinorwadza.

Verenga

Swipe for the next word