KwaunobvaDuramazwiKkohomedza

Duramazwi

kohomedza

emphasize · affirm

-komekedza-tsinhidzira

Zvinoreva

Kukohomedza kuta urira munhu chinhu uchiramba uchingodzokorora kuti anyatsozvinzwisisa, kuuitira kuti pasambove nemukana wekuti angazorega kuita zvamataurirana.

1

Zvakafanana

-komekedza · -tsinhidzira

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word