KwaunobvaDuramazwiSshinha

Duramazwi

shinha

-shinhwa

Zvinoreva

Kushinha kuita misikanzwa yakapindiridza, uye yakafumuka.

1

Kushinha kuita misikanzwa yakapindiridza, uye yakafumuka.

_Mukomana uyu ndiye aishinha achiitira weti mutsime._

Akamboda kuzvishingisa kuti kwete, uku kushinha kwehope chete asi mwoyo wake wakaramba.

Munhu anonzi anoshinha kana achiitira vamwe utsinye, uye aine shaisano.

2

Munhu anonzi anoshinha kana achiitira vamwe utsinye, uye aine shaisano.

Zvakafanana

-shinhwa

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shinhwa

Kana munhu achinzi anoshinhwa anenge ari munhu asina matyira pakuita zvakashata.

Verenga

Swipe for the next word