Kwaunobva/Duramazwi/S/shinini
Duramazwi
Kuti shinini kuita chimbichimbi pakuita basa.
shinja
Mbwanana.
shinya
tight
shinyira
Kana sadza richishinyira rinenge richinzwa moto, asi rapera kubikwa.
Swipe for the next word