KwaunobvaDuramazwiSshinyira

Duramazwi

shinyira

Zvinoreva

Kana sadza richishinyira rinenge richinzwa moto, asi rapera kubikwa.

1

Kana sadza richishinyira rinenge richinzwa moto, asi rapera kubikwa.

Kushinyira uku kwaityisa zvekuti ndakatanga kunzwa muviri wangu wese kuzara chando.

Pasina nguva ndakagara kudaro ndakatanga kunzwa kwainge kushinyira.

2

Kana munhu achinzi ari kushinyira, anenge ari kuridza tsamwa achiratidza kushushikana nezvinhu zvaanenge asingadudzi kuti zvii.

_Iwe taura kuti zvii zvamboitika kubasa, handidi kuita sezvinonzi ndakarara nebungumuridzo rinorariroshinyira munzeve._

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shinyiridza

Kushinyiridza kumanikidzira kupfeka nhumbi diki, isingakwani.

Verenga

Swipe for the next word