Duramazwi
shinya
tight
-banidza
Duramazwi
tight
Kushinya kusunga panhu zvakanyanya uchishandisa tambo kana waya.
Kushinya kusunga panhu zvakanyanya uchishandisa tambo kana waya.
Ndakanzwa ichindishinya zviya kunge yainyura munyama.
Kana chipfeko chichiti mba mba mba nomuviri chinenge chiri chidiki uye chichishinya.
Kana chipfeko chichishinya chinenge chiri chidiki zvokuti kana ukachipfeka chinobata muviri.
_Bhurukwa rangu rinoshinya zvokuti rinotonetsa kupfeka._
-banidza
Duramazwi
01 / 03shinyira
Kana sadza richishinyira rinenge richinzwa moto, asi rapera kubikwa.
VerengaSwipe for the next word