Duramazwi
Zvinoreva
Chidimbi rematare.
Ichi chivakiso chinoratidza kuti chimwe chinhu chinogona kuitika.
Kuti nga kusunga zvakasinga.
Chidimbi rematare.
Kuworora kuitira munhu kana chimwe chinhu zvinorwadza uchiziva uye wakazviro-nga.
Kubabandura kutse nga zvinhu zvakaomarara zvakaita sembambaira mbishi.
Samanyanga chidao chevaera Nzou chinoratidza kudada kwavo nenya nga refu dzemhuka yemutupo wavo.
Ichi chivakiso chinoratidza kuti chimwe chinhu chinogona kuitika.
Kana akauya nemari yangu, ndingafare zvikuru.
Kuworora kuitira munhu kana chimwe chinhu zvinorwadza uchiziva uye wakazviro-nga.
Samanyanga chidao chevaera Nzou chinoratidza kudada kwavo nenya nga refu dzemhuka yemutupo wavo.
Kuti nga kusunga zvakasinga.
Mhandamba imombe ine mazinya-nga akareba.
Chigagadu munhu anotaura mhinduro dzinogumbura vamwe uyezve achiita sokuti mhinduro dzacho anogara akadziro-nga nguva dzose.
Iyi ihari yokutanga yedoro, inopiwa vanhu vanenge vauya kuzoita basa panhimbe kana jakwara, basa racho risati rata-nga kuitwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngaangu
Ngaangu kapuka kakada kufanana nembeva, kanonzi kane machende makuru chaizvo akanonzi kanofamba kachiita zvekuzvuva.
VerengaSwipe for the next word