KwaunobvaTsumoUpfumiTsvimborume chenga urarami hama dzife ugogara nhaka.

Tsumo · Upfumi

Tsvimborume chenga urarami hama dzife ugogara nhaka.

Zvinorehwa

Munhu anoshaya zvinhu ngaarege kuora mwoyo. Ngaazive kuti kugara nokugara kana achingova mupenyu chete, anozowana pfuma.

What it means

Someone who lacks things should not lose heart; they should know that as long as they stay alive, they will eventually gain wealth.

Word for word

A bachelor should be after a long life; when relatives die he will inherit (a wife).

Mamwe mataurirwo

Pfunda chenga urarami hama dzife ugogara nhaka. (pfunda: bachelor)

Mutombo wepfuma kurarama. (M)

Dzimwe tsumo dzeupfumi

Dzose

Tsumo · Upfumi

01 / 03

Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.

What it means

Someone who stays close to a person of high status wants to be seen as important too; likewise a poor person who spends time among the wealthy starts to act as if they, too, are wealthy.

Verenga

Swipe for the next proverb