KwaunobvaTsumoUpfumiMusachema muzvere afirwa nomwana muchisiya uyo afa nomwana wake.

Tsumo · Upfumi

Musachema muzvere afirwa nomwana muchisiya uyo afa nomwana wake.

Zvinorehwa

Kazhinji vanhu vanonzwira tsitsi uya ane nhamo diki kupinda uya ane nhamo huru. Zvinotitika kuti munhu wekumba huru anzwiwe urombo nokubatsirwa asi murombo chaive anokodzerwa nebatsiro achishaya.

What it means

People often feel more sympathy for someone with a smaller misfortune than for someone with a much greater one; it happens that someone from a wealthy home is pitied and helped, while a truly poor person who deserves help more goes without.

Word for word

Do not mourn a woman whose newly born baby has died, and forget one who has died together with her baby.

Mamwe mataurirwo

Vari kuno vanoviga nherera mhenyu vachisiya muzvare afa.

Dzimwe tsumo dzeupfumi

Dzose

Tsumo · Upfumi

01 / 03

Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.

What it means

Someone who stays close to a person of high status wants to be seen as important too; likewise a poor person who spends time among the wealthy starts to act as if they, too, are wealthy.

Verenga

Swipe for the next proverb