Duramazwi
pamba
housebound · colonize
Duramazwi
housebound · colonize
Kupamba kutora vanhu kana zvinhu pamusha pavanhu nechisimba.
Kupamba kutora vanhu kana zvinhu pamusha pavanhu nechisimba.
Vakangoti chinouya chinovawana pamba pavo ipapo kwave kushingirira ndokuenda havo.
Takasvika tichisiiwa pamba nevaya vainzi ndimufundisi vachibva havo vaenda.
Iko ndaitoshaya kuti vaigara chirudziiko pamba apa ipo painzi hapanamatwi?.
Kupamba kusunga chinhu netambo zvakasimba.
Duramazwi
01 / 03pambamu pambamu
Kuti pambamu pambamu kuridza ngoma nenzira inoita kuti inzwike kunzvimbo iri kure asi kwekanguva kaduku.
VerengaSwipe for the next word