Duramazwi · zita
shinda
thread · wool
Duramazwi · zita
thread · wool
Shinda itambo nhete inoshandiswa kurukisa majuzi kana kusonesa nhumbi.
Shinda itambo nhete inoshandiswa kurukisa majuzi kana kusonesa nhumbi.
Mutararo iwaya kana shinda inenge yakatandiwa kuti iyanikirwe hembe kana nyama.
Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.
Kudanzuka kudimbuka kunoita zvinhu zvakaita setambo kana shinda kana zvakakatwa nesimba.
Duramazwi
01 / 03shindi
Shindi kamhuka kakakura kudarika mbeva, kane zimuswe rine mamvere, kanowanzogara mugomo, uye kanofarira kudya matohwe.
VerengaSwipe for the next word