Duramazwi · zita
Zvinoreva
Shikishira rudzi rwemasvosve akatsvukuruka, makuru, anofamba akawanda uye anoruma chaizvo.
Kushikishira kurwadziwa muviri zvakanyanya kunoita munhu anorwara kana kuti arohwa.

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shima
Kuita nharo nekusada kuteerera kune zvinotaurwa.
VerengaSwipe for the next word