KwaunobvaDuramazwiSshigera

Duramazwi · zita

shigera

Zvinoreva

Shigera imhando ye hutachiona hunokonzerwa nenhunzi kana ikamhara pachikafu, zvekuti munhu akachidya anoita manyoka.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shikishiki

Kuti shikishiki kuburitsa ruzha rwuri pasi pasi, sezvingaite majuru ari kufamba muuswa.

Verenga

Swipe for the next word