KwaunobvaDuramazwiMmakushe

Duramazwi

makushe

wool

ukushe

Zvinoreva

Makushe mambava emhuka dzakaita sembwa kana n'ombe.

1

Makushe mambava emhuka dzakaita sembwa kana n'ombe.

Makushe amakwai anogadziriswa mabhachi akanaka.

Kubvunza nyama makushe uchiaona kuita mubvunzonhando pazvinhu zvaunenge uchinyatsoziva.

Munhenga makushe akareba anovhara muviri weshiri, anoita kuti dzimwe dzacho dzigone kubhururuka.

Zvakafanana

ukushe

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word