Duramazwi02 / 03makuyiroMakuyiro ihari yedoro inopiwa vakakuya mumera wakabikisa doro, senzira yokuvatenda.Verenga→
Duramazwi03 / 03makwaMakwa kuuchira kunoita vanhu, vachifarira kana kukurudzira zvinenge zvichiitwa kuti zvipfumbire.Verenga→