Duramazwi · zita
Zvinoreva
Makuyiro ihari yedoro inopiwa vakakuya mumera wakabikisa doro, senzira yokuvatenda.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makwa
Makwa kuuchira kunoita vanhu, vachifarira kana kukurudzira zvinenge zvichiitwa kuti zvipfumbire.
VerengaSwipe for the next word