KwaunobvaDuramazwiMmakwabvu

Duramazwi · zita

makwabvu

Zvinoreva

Kuita makwabvu kupukunyuka kupinda munjodzi napaduku-duku.

1

Kuita makwabvu kupukunyuka kupinda munjodzi napaduku-duku.

Nhasi tapona makwabvu chaiwo motokari payanga yoda kurova n'ombe.

Kuita makwabvu kupukunyuka kupinda munjodzi napaduku-duku.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makwati

Makwati makanda anowanikwa pamiti.

Verenga

Swipe for the next word