KwaunobvaDuramazwiMmakwati

Duramazwi · zita

makwati

Zvinoreva

Makwati makanda anowanikwa pamiti.

1

Makwati makanda anowanikwa pamiti.

Chidamoyo hamba yakada makwati.

Chida moyo hamba yakada makwati.

Makwati ndeimwe yemari inobviswa nemunhu kana achida kuroora nenzira yekukumbira.

2

Makwati makanda akaomarara chaizvo, anodzivirira tupuka tune makanda matete twakaita sekamba.

3

Makwati ndeimwe yemari inobviswa nemunhu kana achida kuroora nenzira yekukumbira.

4

Makwati imari inobviswa sokubhadharo kun'anga.

Zvakafanana

gwati

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makwato

Makwato itsika yokudya kumba kusiri kwako, iwe usina kukokwa.

Verenga

Swipe for the next word