KwaunobvaDuramazwiUukuta

Duramazwi

ukuta

Zvinoreva

Kuhukura.

1

Kuhukura.

Vaida kupukuta misodzi asi vaishaya kuti vobata payi chaizvo nekuti painge pakatsviwa.

Ndaiti ndikakwesha ndobva ndopukuta ndichidaro kusvika ndapedza.

Tadiwa haana kugeza hake akangozvipukuta pukuta ndokubva apihwa hembe dzemuchipatara dzainge dzakachena.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ukwiriko

Ukwiriko mukana unenge uri pagomo rinonetsa kukwira napamwe pose. Gomo iri mawere chete asi ukwiriko huri nechokuseri.

Verenga

Swipe for the next word