KwaunobvaDuramazwiUumai

Duramazwi · zita

umai

Zvinoreva

Umai kuva mubereki wechikadzi. Kana vakarera mwanasikana wavo zvine unhu, amai vanobvisirwa mombe yeumai paanoroorwa.

1

Umai kuva netsika netsitsi, dzinotarisirwa kumadzimai anoremekedzwa muvanhu.

Umai midziyo yese yapamusha inenge iri yamai.

2

3

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umambara

Umambara kuita zvinhu zvisingafadzi vamwe, zvine chitsaotsi mukati.

Verenga

Swipe for the next word