Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uma kamwe kakuchenuruka kekunze kakanyanya, kanoita kana kuchipisa, kanotadzisa kuona zviri kure.
1

Gore uma hunenge hwagwamba kana kuti hwava kugwamba muchadenga, huchibudisa dzvanga rinogona kunaya mvura.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umai
Umai kuva mubereki wechikadzi. Kana vakarera mwanasikana wavo zvine unhu, amai vanobvisirwa mombe yeumai paanoroorwa.
VerengaSwipe for the next word