Duramazwi · zita
Zvinoreva
Maumi kakuteya kakanyanya kwekunze kanoita kana zuva ranyanya kupisa kanotadzisa munhu kuona kure.
1

Rudzi rwemutamba unobereka matamba anodyiwa anonzi maumi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maundo
Maundo kurimwa kunoitwa minda muchirimo, vanhu vachigadzirira kuzorimazve minda iyoyo muzhizha.
VerengaSwipe for the next word