Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri ibazi rechidzidzo chezvemitauro chinoongorora kushandiswa kunoita mabhii, mavara nezvivakiso kutipa mazwi nezvirevo.
1
Iri ibazi rechidzidzo chezvemitauro chinoongorora kushandiswa kunoita mabhii, mavara nezvivakiso kutipa mazwi nezvirevo.
Maumbirwo omutauro - Midzi yezviito Pachikamu chemaumbirwe omutauro muchitsauko chino tinoda kutarisa mudzi wechiito.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maumi
Maumi kakuteya kakanyanya kwekunze kanoita kana zuva ranyanya kupisa kanotadzisa munhu kuona kure.
VerengaSwipe for the next word