KwaunobvaDuramazwiMmaune

Duramazwi · zita

maune

Zvinoreva

Maune kuita kwemunhu chinhu chaanoziva kuti chakaipa kana hachitenderwi.

1

Maune kuita kwemunhu chinhu chaanoziva kuti chakaipa kana hachitenderwi.

Maune kuita kwemunhu chinhu chaanoziva kuti chakaipa kana hachitenderwi.

Kuti penu kupedzisa chinwiwa kubva maune-nge uchimwira.

Kubinin'idza kupiringidza munhu kana chinhu maune.

Zvakafanana

bwoni

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maungira

Maungira kudavirira kunoita ruzha runenge rwaitwa, kunyanya kana munhu ari mumupata. Ndadaidzira ndiri mugomo, pakabuda maungira.

Verenga

Swipe for the next word