Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matumbu.
1
Matumbu.
Kubumaura kusairira munhu musoro nechigunwe uchida kuti ashatirwe mugorwa.
Chisamaura ishiri inozivikanwa noutsinye hwayo hwokubayirira manyana edzimwe shiri notumwe tupuka paminzwa.
Semaura ishiri yakakura zviri pakati nepakati, yakatsvukuruka, inowanzogara mumatnhere uye isingabhururuki kuenda kure.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mauro
Manheru.
VerengaSwipe for the next word