Kwaunobva/Duramazwi/M/mauro
Duramazwi · zita
Manheru.
Vakanga varangana kuti vaizosangana mauro.
Kuswera kupedza zuva rose, kubva mangwanani kusvikira mauro.
Duramazwi
maushwa
Maushwa ndezvinosarira zvakapfakama pakati pemazino mushure mokudya.
mauti
Muchina yerubatsiro mumatambudziko.
Mauto
army
Swipe for the next word