KwaunobvaDuramazwiMmanheru

Zvinoreva

Manheru inguva dzinotevera masikati apo zuva rine nge ranyura, kwava kusviba kana kuti kwatosviba.

Manheru izwi rinoshandiswa pakumhoresa vanhu nguva dzezuva rovira kana kuti kwasviba.

1

Haaa kutaura chokwadi rairwadza basa iri zvekuti ndakatozopedza ave manheru chaiwo.

Vakange vatanga havo katsika kekubuda panze manheru vachifurwa nemhepo.

Kwete manheru iwayo asi nguva dzamashambanzou, rave rechimangwana acho.

2

Manheru usiku hwapfuura.

3

Manheru izwi rinoshandiswa pakumhoresa vanhu nguva dzezuva rovira kana kuti kwasviba.

Manheru amai. Maswera sei?

Haaa kutaura chokwadi rairwadza basa iri zvekuti ndakatozopedza ave manheru chaiwo.

Vakange vatanga havo katsika kekubuda panze manheru vachifurwa nemhepo.

Zvakafanana

mauro · madeko · madekwana

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word