KwaunobvaDuramazwiMmanhenga

Duramazwi · zita

manhenga

Zvinoreva

Manhengatenga.

1

Kungotya nyanga dzezizi nyamba manhenga.

Nzvidya rudzi rweshiri yakaita diki, ine manhenga mapfumbu nemubwamba meshora.

Ngozha ishiri diki ine manhenga akatsvukuruka, nemamwe ebhuruu, uye muromo mutsvuku.

2

Manhengatenga.

Mutsetse ishiri ine ruvara rwutema, ine manhenga akareba kubesu kwayo, anoita kunge miswe.

Swenya ishiri yakatsvukuruka ine bumhu pamusoro payo uye manhenga akaita chimuswe kumashure.

Kana huku ichitanhauka manhenga ayo anenge achibva pamuviri wayo.

Zvine chekuita

nhenga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manhenganya

Manhenganya enyaya yakanyorwa ndepainenge yava kunakidza, kana kunyatsosunga nokujekesesa kuti zvii zvange zviri kuitika.

Verenga

Swipe for the next word