KwaunobvaDuramazwiMmanhenda

Duramazwi · zita

manhenda

uncertain

Mombe tsiru manhenda waikama

Zvinoreva

Iri izwi rinoratidza kuti hapana tarisiro yekuti chinhu chichaitika asi kuti ndechokutotenda chaitika.

1

Iri izwi rinoratidza kuti hapana tarisiro yekuti chinhu chichaitika asi kuti ndechokutotenda chaitika.

Mombe yetsiru manhenda waikama.

Zvine chekuita

Mombe tsiru manhenda waikama

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manhendashure

Manhendashure kufamba munhu achidzokera shure kwaakafuratira.

Verenga

Swipe for the next word