KwaunobvaDuramazwiNnhongonya

Duramazwi · zita

nhongonya

dinhanhengenya

Zvinoreva

Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.

1

Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.

Kasikana katsvuku katete kanopindawo muhofisi umu zuva rorova nhongonya.

Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.

Kana zuva rasikata rinenge rakwira, rave kurova nhongonya.

2

Nhongonya inzvimbo iri pamusorosoro pemuti kana gomo.

Zvakafanana

dinha · nhengenya

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhongotowa

Nhongotowa muchero unoberekwa nemutongotowa.

Verenga

Swipe for the next word