KwaunobvaDuramazwiDdziva

Duramazwi · zita

dziva

pond · pool

Dzivaremvura lanhova

Zvinoreva

Kuti dziva kufamba uchiratidza kuti wapererwa nemazano.

Dziva izita romutupo wevanhu vanoera mvura kana kuti hove.

Dziva igomba rakacherwa nemvura murwizi munoungana mvura yakawanda. Takamboona mudziva imomu muchibuda mvuu.

Kumisa kana kuvhara.

1

Kuera dziva igumbo ribodzi, makumbo ese unoerera.

Mvura madonwe akanaya kare akaungana akawanda kuita dziva, rwizi kana nyanza.

Kana dziva richinzi rinonyudza hwasvisvi chaihwo rinenge rakadzika zvikuru.

2

Dziva izita romutupo wevanhu vanoera mvura kana kuti hove.

Dziva izita romutupo wevanhu vanoera mvura kana kuti hove.

Dziva igomba rinotefa panhongonya yemwana achangozvarwa.

Kuti dziva kufamba uchiratidza kuti wapererwa nemazano.

3

Dziva chidao chevanhu vanoera hove.

4

Dziva igomba rakacherwa nemvura murwizi munoungana mvura yakawanda. Takamboona mudziva imomu muchibuda mvuu.

Dziva izita romutupo wevanhu vanoera mvura kana kuti hove.

Dziva igomba rinotefa panhongonya yemwana achangozvarwa.

Kuti dziva kufamba uchiratidza kuti wapererwa nemazano.

5

6

Kumisa kana kuvhara.

Dziva izita romutupo wevanhu vanoera mvura kana kuti hove.

Dziva igomba rinotefa panhongonya yemwana achangozvarwa.

Kuti dziva kufamba uchiratidza kuti wapererwa nemazano.

7

Kana uchidziva unenge uchimisa.

Zvakafanana

Dzivaremvura la · nhova

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dziva dziva

Kuti dziva dziva kufamba zvishoma nezvishoma, munhu uchitsvaga chimwe chinhu, uchitaridzika sokunge wakarasika mufungwa.

Verenga

Swipe for the next word