Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhova kana chirwere chenhova.
1
Nhova kana chirwere chenhova.
Kukwaura kucheka chipande chiduku kubva pane chikuru chacho uchikasira chaizvo.
2
Chipande inhova.
Manyoka ane mwana uyu ndee-chipande chete.
3
Chipande inhova yemwana inenge yavhara.
4
Chipande mushonga wenhova.
5
Chipande chishongo chechinyakare chaiiswa nevanhukadzi panhongonya.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipandi
Chipandi chidimbu chidiki chinenge chatsemurwa padanda kana pamwewo pakadaro.
VerengaSwipe for the next word