Duramazwi · zita
nhova
Zvinoreva
Tsvoma inzvimbo iri nechepamusoro pehuma, inotefenyeka kana mwana achiri mucheche.
1
Tsvoma inzvimbo iri nechepamusoro pehuma, inotefenyeka kana mwana achiri mucheche.
Kana mvura ichitsvotsvoma inenge ichiteukira pasi yakawanda zvikuru, zvinotonzwika ruzha.
Kana mvura ichitsvotsvoma inenge ichinaya zvikuru.
Tsvoma inzvimbo iri nechepamusoro pehuma, inotefenyeka kana mwana achiri mucheche.
Zvakafanana
nhova
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvomana
Kana vanhu vakatsvomana vanenge vatadza kuwirirana zvokusvika pakuda kurwa.
VerengaSwipe for the next word