Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakatsvomana vanenge vatadza kuwirirana zvokusvika pakuda kurwa.
1

Kana vanhu vachitsvomana vanenge vamutsana vobva vatanga kutandanisana.
2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvoritsvoto
Tsvoritsvoto muchero unowanikwa mugomo, unovavira, uye une ruvara rwakada kuita serweganda reranjisi.
VerengaSwipe for the next word