KwaunobvaDuramazwiMmakana

Duramazwi

makana

Zvinoreva

Kana vanhu vakamakana vanenge vasingapindirani, va-

1

Kana vanhu vakamakana vanenge vasingapindirani, va-

Uku kuita kwekuti vanhu vanenge vasingapindirani, vakamakana kuti kana mumwe akangoita chimwe chinhu vabve varwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makandirwa

Makandirwa imhanga yedoro yapiswa ikaiswa mubvuwira, yamirira kuvira kuti ichizodirwa.

Verenga

Swipe for the next word