KwaunobvaDuramazwiNnyandurana

Duramazwi

nyandurana

Zvinoreva

Kana vanhu vakanyandurana vanenge vatadza kuwirirana pane chimwe chinhu, izvo zvinozokonzera kuti vose vagumbuke kana kurwa.

1

Uyu munhu ane tsika yokuti pese paasvika anosiya abvoronga zvinhu zvekuti vanhu vanosara vonyandurana.

Kana vanhu vakanyandurana vanenge vatadza kuwirirana pane chimwe chinhu, izvo zvinozokonzera kuti vose vagumbuke kana kurwa.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word