KwaunobvaDuramazwiNnyandura

Duramazwi

nyandura

Zvinoreva

Kunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira.

1

Kunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira.

Kana uchida kunyandura nzou, bata mwana wayo.

Kunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira.

2

Kunyandura kubvanyangura zvanga zvakarongedzwa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyandurana

Kana vanhu vakanyandurana vanenge vatadza kuwirirana pane chimwe chinhu, izvo zvinozokonzera kuti vose vagumbuke kana kurwa.

Verenga

Swipe for the next word